Genesi 47:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 uye nyika yeIjipiti iri pamberi pako; garisa baba vako namadzikoma ako panzvimbo yakanakisisa munyika ino. Ngavagare muGosheni. Uye kana uchiziva kuti pakati pavo pane vamwe vane zvavanokwanisa kuita, uvaite kuti vave vatariri vezvipfuwo zvangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 nyika yeEgipita iri pamberi pako; ɓaɓa ʋako naʋana ʋaɓaɓa ʋako ŋgaʋagare panɀimbo yakaiȿo‐naka ʋanyika ino, ŋgaʋagare panyika yeGosheni; kana uciziʋa kuti pakati paʋo panaʋarume ʋakaŋgwara, uʋaite ʋatariri ʋeŋombe dzaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 nyika yeIjipiti iri pamberi pako; baba vako navana vababa vako ngavagare panzvimbo yakaisvonaka panyika ino, ngavagare panyika yeGosheni; kana uchiziva kuti pakati pavo pana varume vakangwara, uvaite vatariri vemombe dzangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nyika yeIjipiti ndiyoyi yose yauri kuona iyi. Hama dzako ngadzigare zvadzo padzinoda pakadzinakira munyika ino. Ngavagare zvavo kudunhu reGosheni. Kana uchiziva kuti pane vamwe vavo nyanzvi dzamabasa vape ukuru pabasa rokuchengeta zvipfuwo zvangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nyika yeIjipiti ndiyoyi yose yauri kuona iyi. Hama dzako ngadzigare zvadzo padzinoda pakadzinakira munyika ino. Ngavagare zvavo kudunhu reGosheni. Kana uchiziva kuti pane vamwe vavo nyanzvi dzamabasa vape ukuru pabasa rokuchengeta zvipfuwo zvangu.” Viz kapitola |