Genesi 47:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino pakaŋga pasineɀokudya panyika yose, nokuti nzara yakaŋga iri huru, nyika yeEgipita nenyika yeKanani dzikaziya nenzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara. Viz kapitola |