Genesi 47:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Josefa akapa baba vake namadzikoma ake navose veimba yababa vake zvokudya, zvakaenzana nouwandu hwavana vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Josefa akaceŋgeta ɓaɓa ʋake, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake, akaʋapa ɀokudya aciʋereŋga naʋana ʋaʋo ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe. Viz kapitola |