Online Bible

- Reklamy -




Genesi 46:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti: Rubheni dangwe raJakobho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 46:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy