Genesi 46:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.” Viz kapitola |