Online Bible

- Reklamy -




Genesi 46:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Vanakomana vaAsheri vaiva: Imina, Ishivha, Ishivhi naBheria. Hanzvadzi yavo yakanga iri Sera. Vanakomana vaBheria vaiva: Hebheri naMarikieri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Naʋanakomana ʋaAsheri: Imna, naIshva, naIshvi, naBeria, naSera, hanɀadzi yaʋo; naʋanakomana ʋaBeria ʋaiʋa Heberi, naMarkieri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Navanakomana vaAsheri: Imuna, naIshivha, naIshivhi, naBheria, naSera, hanzvadzi yavo; navanakomana vaBhiriha vaiva Hebheri, naMakieri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 46:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy