Genesi 45:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino kurumidzai mudzokere kuna baba vangu mundoti kwavari, ‘Zvanzi nomwanakomana wenyu Josefa: Mwari akandiita ishe weIjipiti yose. Burukai muuye kwandiri; musanonoka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kurumidzai, mukwire kunaɓaɓa ʋaŋgu, mundoti kwaʋari: Ɀanzi naJosefa, mŋanakomana wenyu: Mŋari wakandiita ishe weEgipita rose; ɓurukirai kwandiri, musanonoka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kurumidzai, mukwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weIjipiti rose; burukirai kwandiri musanonoka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Chikurumidzai kuenda kuna baba vangu mundoti, ‘Zvanzi nomwana wenyu Josefi, Mwari akandiita changamire weIjipiti yose, uyai zvenyu kuno kwandiri, musanonoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Chikurumidzai kuenda kuna baba vangu mundoti, ‘Zvanzi nomwana wenyu Josefi, Mwari akandiita changamire weIjipiti yose, uyai zvenyu kuno kwandiri, musanonoke. Viz kapitola |