Genesi 45:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye akachema zvikuru kwazvo zvokuti vaIjipita vakamunzwa, uye veimba yaFaro vakanzwa nezvazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akacema kwaɀo, ʋaEgipita naʋeimba yaFarao ʋakaɀinzwa ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akachema kwazvo, vaIjipiti naveimba yaFarao vakazvinzwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akachema nezwi guru zvokuti vaIjipiti navanhu vomumuzinda waFarao vakamunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akachema nezwi guru zvokuti vaIjipiti navanhu vomumuzinda waFarao vakamunzwa. Viz kapitola |