Online Bible

- Reklamy -




Genesi 45:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 mundouya nababa venyu uye nemhuri kuno kwandiri. Ndichakupai nyika yakaisvonaka yeIjipiti uye mugofara nezvakakora zvenyika.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 mundotora ɓaɓa ʋenyu naʋedzimba dzenyu muʋuye kwandiri; ndicakupai ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yeEgipita, mudye ɀakakora ɀenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 mundotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 45:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy