Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Muranda wenyu akapa rubatso rwokuchengetedzeka kwomukomana kuna baba vangu. Ndakati, ‘Kana ndikasadzoka naye kwamuri, ndini ndichava nemhosva pamberi penyu, baba vangu, upenyu hwangu hwose!’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nokuti muranda wenyu wakaɀiita ruɓatso rwomukomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndikati: Kana ndikasaʋuya naye kwamuri, ini ndicaʋa nemhoȿa kunaɓaɓa ʋaŋgu nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Nokuti muranda wenyu akazviita rubatso rwomukomana kuna baba vangu, ndikati, ‘Kana ndikasauya naye kwamuri, ini ndichava nemhosva kuna baba vangu nokusingaperi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy