Genesi 44:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwa-bvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Viz kapitola |