Genesi 44:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Josefa akanga achiri mumba pakapinda Judha navanunʼuna vake, uye vakazviwisira pasi pamberi pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Juda naʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakadzokera kuimba yaJosefa, iye aciri’mo, ʋakawira pasi pamberi pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. Viz kapitola |