Genesi 43:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana mukaendesa mununʼuna wedu nesu, tichaenda kundokutengerai zvokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana mukatuma munuŋuna weɗu nesu, ticaɓuruka, kundoteŋga ɀokudya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana mukatuma mun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Viz kapitola |