Online Bible

- Reklamy -




Genesi 43:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Saka varume vakatora zvipo nemari yakapetwa kaviri, naBhenjaminiwo. Vakakurumidza kuburuka kuIjipiti vakandozviratidza kuna Josefa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ʋarume ʋakatora cipo ico, ʋakaɓata mumaʋoko aʋo mari yakapamhidzwa kaʋiri, naBenjamini, ʋakasimuka, ʋakaɓurukira Egipita, ʋakandomira pamberi paJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino varume vakatora chipo ichocho, vakabata mumaoko avo mari yakapamhidzwa kaviri, naBhenjamini, vakasimuka, vakaburukira Ijipiti, vakandomira pamberi paJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 43:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy