Genesi 43:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye Mwari Wamasimba Ose ngaakunzwirei ngoni pamberi pomunhu uyo kuitira kuti asunungure mumwe mununʼuna wenyu naBhenjamini uye vagodzokazve nemi. Kana ndirini, kana ndafirwa navana vangu, ndafirwa hangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari wamasimba ose ŋgaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunuŋgurirei mumŋe munuŋuna wenyu naBenjamini ʋo. Kana ndatorerwa ʋana ʋaŋgu, ndatorerwa haŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe mun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.” Viz kapitola |