Genesi 42:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Josefa achingoona madzikoma ake, akavaziva, asi akaita seasingavazivi uye akataura navo nehasha. Akati, “Munobvepi imi?” Ivo vakati, “Tinobva kunyika yeKenani, tauya kuzotenga zvokudya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Josefa akaʋona ʋakoma ʋake, akaʋaziʋa, asi wakaita saasiŋgaʋaziʋi, akataura nehasha naʋo, akati kwaʋari: Mabvepiko — Iʋo ʋakati: Tabva kunyika yeKanani kuzoteŋga ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Josefa akaona vakoma vake, akavaziva, asi akaita saasingavazivi, akataura nehasha navo, akati kwavari, “Mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKenani kuzotenga zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Josefi akaona vakoma vake akavaziva, asi akavabata sevatorwa akataura navo achivajinyura achiti, “Mabva kupiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKanani, tauya kuzotenga zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Josefi akaona vakoma vake akavaziva, asi akavabata sevatorwa akataura navo achivajinyura achiti, “Mabva kupiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKanani, tauya kuzotenga zvokudya.” Viz kapitola |