Genesi 42:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Havana kuziva kuti Josefa aigona kuvanzwisisa, sezvo akanga achishandisa mududziri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti Josefa unonzwisisa, nokuti kwaŋga kunomupinduri pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino vakanga vasingazivi kuti Josefa anonzwisisa, nokuti kwanga kuine mupinduri pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa. Viz kapitola |