Genesi 42:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 iye akati kwaʋari: Kwete, maʋuya kuzoʋona nyika kuti yakashama papi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Viz kapitola |