Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mangwanani pfungwa dzake dzakatambudzika, saka akatuma shoko kunʼanga dzose navachenjeri veIjipiti. Faro akavaudza kurota kwake, asi hakuna munhu akagona kuzvidudzira kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino fume maŋgwana mŋeya wake ukatambudzika, akatuma ʋanhu kundoɗana ŋaŋga dzose dzeEgipita naʋakacenjera ʋose ʋo’ko; Farao akaʋaʋudza kurota kwake; asi kwakaŋga kusinomunhu waigona kuɀiɗudzira kunaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino fume mangwana mweya wake ukatambudzika, akatuma vanhu kundodana n'anga dzose dzeIjipiti navakachenjera vose voko; Farao akavaudza kurota kwake; asi kwakanga kusina munhu waigona kuzvidudzira kuna Farao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy