Genesi 41:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Saka Faro akavabvunza akati, “Tingawana here munhu akaita somurume uyu, munhu ane mweya waMwari maari?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Farao akati kuʋaranda ʋake: Ko tiŋgawana mumŋe munhu wakafanana noyuyu, unomŋeya waMŋari maari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?” Viz kapitola |