Genesi 41:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Hura dziya dzakaonda dzakamedza dziya hura nomwe dzakanga dzakanaka. Ndakaudza nʼanga izvi, asi hakuna akagona kunditsanangurira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Hura idzo dzakatetepa dzikamedza hura nomŋe dzakanaka; ndikaʋudza ŋaŋga, asi kwakaŋga kusinomunhu wakagona kundiɗudzira iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Hura nhete dzakamedza hura nomwe dziya dzakanga dzakasvika. Ndakarondedzera kun'anga hope dzangu, asi hakuna kana imwechete yadzo yakagona kudzidudzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Hura nhete dzakamedza hura nomwe dziya dzakanga dzakasvika. Ndakarondedzera kun'anga hope dzangu, asi hakuna kana imwechete yadzo yakagona kudzidudzira.” Viz kapitola |