Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Faro akati kuna Josefa, “Ndakarota hope, uye hakuna munhu akagona kudzidudzira. Asi ndanzwa zvarehwa nezvako kuti paunonzwa kurota uku, unogona kukududzira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Farao akati kunaJosefa: Ndarota hope, asi hakunomunhu unogona kundiɗudzira idzo; ɀino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuɀiɗudzira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Farao akati kuna Josefa, “Ndarota hope, asi hakuna munhu anogona kundidudzira idzo; zvino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuzvidudzira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Farao akataura kuna Josefi achiti, “Ndakarota hope, asi hakuna munhu agona kudzidudzira. Zvino ndanzwa nezvako zvichinzi kana munhu akakurondedzera hope dzake, iwe unogona kudzidudzira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Farao akataura kuna Josefi achiti, “Ndakarota hope, asi hakuna munhu agona kudzidudzira. Zvino ndanzwa nezvako zvichinzi kana munhu akakurondedzera hope dzake, iwe unogona kudzidudzira.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy