Genesi 41:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka Faro akatuma vanhu kuna Josefa, uye akakurumidza kubudiswa mugomba. Akati aveurwa musoro uye apfeka dzimwe nguo, akauya pamberi paFaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo Farao akatuma munhu kundoɗana Josefa, ʋakakurumidza kumuɓuɗisa mugomba; ʋakaʋeʋura ndebvu dzake nokumufukidza dzimŋe ŋguʋo; akapinda kunaFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo Farao akatuma munhu kundodana Josefa, akakurumidza kumubudisa mugomba; vakaveura ndebvu dzake nokumufukidza dzimwe nguo; akapinda kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo Farao akatuma munhu kundodaidza Josefi. Vakamukurumidzisa kubuda mujeri muya. Akaveura ndebvu dzake vakamupfekedza dzimwe hanzu, ndokuenda naye kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ipapo Farao akatuma munhu kundodaidza Josefi. Vakamukurumidzisa kubuda mujeri muya. Akaveura ndebvu dzake vakamupfekedza dzimwe hanzu, ndokuenda naye kuna Farao. Viz kapitola |