Genesi 41:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye zvinhu zvakaitika chaizvo sezvaakadudzira kwatiri: Ini ndakadzoserwa pabasa rangu, uye mumwe murume uye akasungirirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀikazoitika seɀaakatiɗudzira; ini ndikadzoserwa kuɓasa raŋgu, asi iye wakasuŋgirirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.” Viz kapitola |