Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Pane imwe nguva Faro akatsamwira varanda vake, uye akandipfigira ini nomubiki mukuru mumba momukuru wavarindi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Farao wakaŋga akatsamŋira ʋaranda ʋake, mukandisuŋga, ndikaceŋgetwa mumba momukuru waʋarindi, ini nomukuru waʋaɓiki;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Farao akanga akatsamwira varanda vake, mukandisunga, ndikachengetwa mumba momukuru wavarindi, ini nomukuru wavabiki;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy