Genesi 40:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakati kwaari: Tarota hope, asi hakunomunhu unogona kudziɗudzira. Josefa akati kwaʋari: Kuɗudzira hakuzi kwaMŋari here — Ƌondirondedzerai henyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.” Viz kapitola |