Genesi 40:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kunyange zvakadaro hazvo, mudiri mukuru haana kurangarira Josefa; akamukanganwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi mukuru waʋaɗiri haana‐kuraŋgarira Josefa, asi wakamukaŋganwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi mukuru wavadiri haana kurangarira Josefa, asi akamukanganwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. Viz kapitola |