Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 asi akaturika mubiki mukuru pamuti, sezvazvakanga zvataurwa naJosefa kwavari mukududzira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 asi wakasuŋgirira mukuru waʋaɓiki, seɀaʋakaŋga ʋaɗudzirwa naJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 asi akasungirira mukuru wavabiki sezvavakanga vadudzirwa naJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy