Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Josefa akati, “Uku ndiko kududzirwa kwazvo. Matengu matatu ndiwo mazuva matatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo Josefa akapindura, akati. Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuʋa matatu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo Josefa akapindura, akati, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy