Genesi 40:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti ndakatorwa nokumanikidzwa kubva kunyika yavaHebheru, kunyange pano handina kuita chinhu chakafanira kuti ndipinzwe mugomba rino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti ɀirokwaɀo, ndakaɓiwa kunyika yaʋaHeberu; napano handina‐kuita cinhu cakafanira kuti ʋandiise mugomba iri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 nokuti zvirokwazvo, ndakabiwa kunyika yavaHebheru; napano handina kuita chinhu chakafanira kuti vandiise mugomba iri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti zvechokwadi ini ndakabiwa kunyika yavaHebheru. Kunyange kuno hapana chandakatadza chingasakise kuti ndiiswe mujeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti zvechokwadi ini ndakabiwa kunyika yavaHebheru. Kunyange kuno hapana chandakatadza chingasakise kuti ndiiswe mujeri.” Viz kapitola |