Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Mukombe waFaro wanga uri muruoko rwangu, uye ndatora mazambiringa, ndikaasvinira mumukombe waFaro uye ndikaisa mukombe muruoko rwake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 mukombe waFarao wakaŋga uri muruʋoko rwaŋgu; ɀino ndikatora mazambiriŋga, ndikaaȿinira mumukombe waFarao, ndikaisa mukombe muruʋoko rwaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 mukombe waFarao wakanga uri muruoko rwangu; zvino ndikatora mazambiringa, ndikaasvinira mumukombe waFarao, ndikaisa mukombe muruoko rwaFarao.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndanga ndakabata mukombe waFarao muruoko rwangu. Ndatora magirepisi ndikasvinira muto wacho mumukombe ndikapa Farao.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndanga ndakabata mukombe waFarao muruoko rwangu. Ndatora magirepisi ndikasvinira muto wacho mumukombe ndikapa Farao.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy