Genesi 4:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Wakatsamweiko? Seiko chiso chako chakaunyana? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Jehova akati kunaKaini: Watsamŋireiko? Ciso cako cakawunyana nei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Watsamwireiko? Chiso chako chakaunyana nei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Viz kapitola |