Genesi 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Abheri akauya nomugove wamafuta aibva mumhongora dzamakwai. Jehovha akagamuchira Abheri nechipiriso chake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 NaAberi ʋo akaʋuya namakwaiana ake emhoŋgora namafuta awo. Jehova ndokugamucira Aberi necipiriso cake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 NaAbherowo akauya namakwayana ake ematangwe akakorawo. Jehovha ndokugamuchira Abhero nechipiriso chake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Abhero akaunzawo nyama yakakora yehwayana pahwayana dzake sheshe dzamatangwe. Tenzi akafadzwa naAbhero nomupiro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Abhero akaunzawo nyama yakakora yehwayana pahwayana dzake sheshe dzamatangwe. Tenzi akafadzwa naAbhero nomupiro wake. Viz kapitola |