Genesi 4:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe, naizvozvo Rameki kana makumi manomwe namanomwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana Kaini acatsibga kanomŋe, Ɀirokwaɀo Rameki kanamakumi manomŋe nenomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe; Zvirokwazvo Rameki kana makumi manomwe nenomwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” Viz kapitola |