Genesi 4:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka Kaini akabva pamberi paJehovha akandogara munyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehova, akandogara panyika yeNodi, kumabvazuʋa kweEdeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehovha, akandogara panyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. Viz kapitola |