Online Bible

- Reklamy -




Genesi 39:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mutariri wetorongo akanga asina hanya nechinhu chipi zvacho chaiva pasi paJosefa, nokuti Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire pane zvose zvaaiita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Mutariri wetoroŋgo wakaŋga asinehanya necinhu cakaŋga ciri pamaʋoko ake, nokuti Jehova wakaŋga anaye; ɀose ɀaaiita, Jehova wakaɀiruramisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Mutariri wetorongo akanga asina hanya nechinhu chakanga chiri pamaoko ake, nokuti Jehovha akanga anaye; zvose zvaaiita, Jehovha akazviruramisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mutariri wejeri haaimbozvinetsa nezvinhu zvaitariswa naJosefi nokuti Tenzi aiva naJosefi achimubatsira kuti zvose zvaaiita zvibudirire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mutariri wejeri haaimbozvinetsa nezvinhu zvaitariswa naJosefi nokuti Tenzi aiva naJosefi achimubatsira kuti zvose zvaaiita zvibudirire.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 39:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy