Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Onani wakaziʋa kuti ʋana aʋo haʋaŋgaʋi ʋake; naiɀoɀo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, worashira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake ʋana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Onani akaziva kuti vana avo havangavi vake; naizvozvo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, orasira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Onani akaziva kuti vana vaizoberekwa havaizonzi ndevake. Saka aiti kana osangana naTamari, aidururira simba rake pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Onani akaziva kuti vana vaizoberekwa havaizonzi ndevake. Saka aiti kana osangana naTamari, aidururira simba rake pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy