Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akaitazve imwe mimba akabereka mwanakomana uye akamutumidza zita rokuti Onani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Onani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Onani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akazovazve napamuviri akabereka mwana mukomana waakatumidza zita rokuti Onani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akazovazve napamuviri akabereka mwana mukomana waakatumidza zita rokuti Onani.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy