Genesi 38:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 akava nemimba akabereka mwanakomana, zita rake rainzi Eri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Eri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Iye akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Eri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mukadzi uyu akava nepamuviri, akabereka mwana mukomana ndokumutumidza zita rokuti Eru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mukadzi uyu akava nepamuviri, akabereka mwana mukomana ndokumutumidza zita rokuti Eru. Viz kapitola |