Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Juda akaɀiziʋa, akati: Iye wakarurama kukunde’ni, nokuti handina‐kumupa Shera, mŋanakomana waŋgu. Haana‐kuzomuziʋa ɀe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Judha akazviziva, akati, “Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanakomana wangu.” Haana kuzomuzivazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy