Genesi 38:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Zvichakadaro, Judha akatuma shamwari yake muAdhuramu nembudzana iya kuitira kuti chitsidzo chake chidzoswe kwaari kubva kumukadzi uya, asi haana kumuwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Juda akatuma mbudzana noruʋoko rweshamŋari yake, muAdurami, kuti atore ruɓatso paruʋoko rwomukadzi, asi haana‐kumuwana Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Judha akatuma mbudzana noruoko rweshamwari yake, muAdhuramu, kuti atore rubatso paruoko rwomukadzi, asi haana kumuwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Judha akazotuma shamwari yake yechiAdhuramu kuenda nembudzana iya achiti andodzorerwa zvinhu zviya zvakanga zvafanobatwa, asi akasvikomushaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Judha akazotuma shamwari yake yechiAdhuramu kuenda nembudzana iya achiti andodzorerwa zvinhu zviya zvakanga zvafanobatwa, asi akasvikomushaya. Viz kapitola |