Genesi 38:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Judha akati amuona, akafunga kuti chifeve, nokuti akanga akafukidza uso hwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Juda wakati acimuʋona, akati cifeʋe, nokuti wakaŋga afukidza ciso cake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Judha akati achimuona, akati chifeve, nokuti akanga afukidza chiso chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Judha akaona Tamari akafunga kuti zvimwe ipfambi zvayo nokuti akanga akazvifukidza uso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Judha akaona Tamari akafunga kuti zvimwe ipfambi zvayo nokuti akanga akazvifukidza uso. Viz kapitola |