Online Bible

- Reklamy -

Genesi 38:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Shure kwenguva refu mukadzi waJudha, mwanasikana waShua, akafa. Judha akati anyaradzwa kubva pakuchema kwake, akakwidza akaenda kuTimina kuvarume vakanga vachiveura makwai, uye shamwari yake Hira muAdhuramu akaenda naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, mukunda waShua, mukadzi waJuda, akafa; ɀino Juda wakati anyaradzwa, akakwira kuʋaʋeʋuri ʋamakwai ake paTimna, iye naHira, shamŋari yake muAdurami.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Mazuva mazhinji akati apfuura, mukunda waShua, mukadzi waJudha, akafa; zvino Judha akati anyaradzwa, akakwira kuvaveuri vamakwai ake paTimuna, iye naHira, shamwari yake muAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kwapera nguva yakati rebei, mudzimai waJudha, mwana waShua akafa. Judha akati apedza nguva yokuchema mudzimai wake, akaenda kuTimina kwaiva navanhu vaiveura hwai dzavo. Akaenda pamwechete naHira shamwari yake yechiAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kwapera nguva yakati rebei, mudzimai waJudha, mwana waShua akafa. Judha akati apedza nguva yokuchema mudzimai wake, akaenda kuTimina kwaiva navanhu vaiveura hwai dzavo. Akaenda pamwechete naHira shamwari yake yechiAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 38:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy