Genesi 37:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Akaiziva akati, “Inguo yomwanakomana wangu! Zvimwe zvikara zvesango zvamudya. Zvirokwazvo Josefa akabvamburwa-bvamburwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Iʋo ʋakafananidza, ʋakati: Iŋguʋo yomŋanakomana waŋgu; wadyiwa necikara; Josefa ɀirokwaɀo waparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ivo vakafananidza vakati, “Inguo yomwanakomana wangu; wadyiwa nechikara; Josefa zvirokwazvo waparadzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!” Viz kapitola |