Genesi 37:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye vakamutora vakamukanda mutsime. Zvino tsime rakanga rapwa risina mvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ʋakamutora, ʋakamukandira mugomba; gomba rakaŋga risinecinhu, maŋga musinemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 vakamutora, vakamukandira mugomba; gomba rakanga risina chinhu, makanga musina mvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakamubata vakamukanda mugomba risina mvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakamubata vakamukanda mugomba risina mvura. Viz kapitola |