Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Rubheni akati anzwa izvi, akaedza kumununura kubva mumaoko avo. Akati, “Ngatiregei kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Rubeni akaɀinzwa, akamurwira mumaʋoko aʋo, akati: Ŋgatirege kumuʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Rubheni akazvinzwa, akamurwira mumaoko avo, akati, “Ngatirege kumuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy