Genesi 37:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakataurirana vachiti, “Hoyo muroti uya ouya! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakataurirana, ʋaciti: Hoyo, muroti uya woʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakataurirana, vachiti, “Hoyo muroti uya wauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakataurirana vachiti, “Heyo shasha iye yokurota yauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakataurirana vachiti, “Heyo shasha iye yokurota yauya. Viz kapitola |