Genesi 37:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akapindura akati, “Ndiri kutsvaka madzikoma angu. Mungandiudzawo kwavanofudzira makwai avo here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iye akati: Ndinotȿaka ʋakoma ʋaŋgu; ɗondiʋudza hako kwaʋanofudza makwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Iye akati, “Ndinotsvaka vakoma vangu; dondiudza hako kwavanofudza makwai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?” Viz kapitola |