Genesi 37:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka akati kwaari, “Enda undoona kana zvinhu zvakanaka kumadzikoma ako nezvipfuwo, ugodzoka kwandiri neshoko.” Ipapo akamutuma achibva napaMupata weHebhuroni. Josefa akati asvika kuShekemu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akati kwaari: Ɀino, cienda undotarira kana ʋakoma ʋako ʋakafara, namakwai kana akafara ʋo; ugodzoka kuzondiʋudza. Naiɀoɀo wakamutuma, ari pamupata weHebroni, akandoȿika Shekemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Akati kwaari, “Zvino chienda undotarira kana vakoma vako vakafara, namakwai kana akafarawo; ugodzoka kuzondiudza.” Naizvozvo akamutuma, ari pamupata weHebhuroni, akandosvika Shekemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Jakobho akati, “Enda kuna vakoma vako vari kufudza zvipfuwo undoona kuti kwakadii, ugodzoka wondiudza.” Saizvozvo akamutuma achibva kubani reHebhuroni achienda kuShikemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Jakobho akati, “Enda kuna vakoma vako vari kufudza zvipfuwo undoona kuti kwakadii, ugodzoka wondiudza.” Saizvozvo akamutuma achibva kubani reHebhuroni achienda kuShikemu. Viz kapitola |