Genesi 37:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho akagara munyika yakanga yambogarwa nababa vake, iyo nyika yeKenani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakagara munyika yoʋutorwa bgaɓaɓa ʋake, munyika yeKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akagara munyika youtorwa hwababa vake, munyika yeKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei. Viz kapitola |